PACIFIC STORM 🔞🚭 retweeted
Replying to @BabesweHunters
Unenge wakufunga mari yako manje yakaenda😓 so sad
PACIFIC STORM 🔞🚭 retweeted
Album iri rotoda 15points kuma SCIENCES or else you won't listen to it ukanakirwa naro
PACIFIC STORM 🔞🚭 retweeted
Replying to @dorothdanielle
Asi nyaya yekuti idzi hembe ndedze pamba idzi ndedzekufambisa muirege hembe i hembe fullstop
PACIFIC STORM 🔞🚭 retweeted
Discipline is core. Dort be found kwese kwese doing zvese zvese ne vanhu Vese Vese.





