Nezuro ndakazongo clicker ka pop-up ad ke rimwe website rinonzi stripchat. Haa MaZimbabweans ariku actor vakomana
1
5
152
Chamuhwande hwande retweeted
ChiXhaka chinenge chakatitsoma hedu asi mamwe maTweets unotoona kuti liking and resharing is not enough uyu anoda kusenderwawo kana pondo 50馃ぃ馃ぃ haa murikumbotinakidza guys馃檶馃敟
Chamuhwande hwande retweeted
Unenge uchitozvifambira wakavarairwa zvako wobva wabatanidza nyaya yawakanyeperwa 2 years ago.
Was watching ma interviews echi baba ichi and I realized kuti chibaba chitone Wisdom ichi angori ma funnies chete anozochi kurira
1
9
149
Chamuhwande hwande retweeted
Hi econet asi pane abata bata macomputers enyu akaisa Manumber asiri iwo?
Chamuhwande hwande retweeted
Saka kana munhu atenga kasuzuki alto tinomuti makorokoto emota here kana kuti congrats bro on your new toy
I think the biggest asset rakasirwa these guys i bag re evidence nema secrets anokwadza vakawanda cause the way they behave vanotoziva kuti havatangiki



























