Hasbulla's Mama💕 retweeted
Locking your comment section iwe wauya patweet yemunhu is crazy business if you ask me. I would understand kana iri tweet yako yawatanga wega not a comment.
Hondo munodzitangireiko imi muri makwara?
😂😂yeah this is CRAZZYYYY😂
Tsamba YaMashari kuMachinda Ehondo
Chapter 1 vs 5
Ipapo akavataurira ari pachikomo cheRandani akati , Zvino ndinoti kwauri iwe Tito muranda akatendeka . Ropa ravanakomana nevanasikana vevanhu rawadeura munyika ino nedzakapoteredza rinochema pamsoro pako rawanda . Naizvozvo svinura , upfeke hondo dzekurwa nadzo misi nenguva . Nekuti hakuna unoziva zuva iro muvengi achakupindira sembavha .
Hasbulla's Mama💕 retweeted
Replying to @_MakdShelby
Verse 6 ne7 inotiwozve
"Tarira, vaTwitteriya vazhinji vava kugeda geda mazino nekutya pamusaka pekudeurwa ropa munzvimbo iyi. Naizvozvo ndinoti kwauri, chiregera vanakomana nevanasikana venharaunda yeTwitteriya vazorore, Nekuti kuchema kwavo kwasvika munzeve dzangu."