Pinned Tweet
So Geza has confirmed
Its impossible to demonstrate
Its impossible to go to court
Its impossible to use parliament
In short he is just saying Chamisa haana mhosva. Chamisa is right.
Ghost of Savimbi retweeted
Isusu vanhu vakakura vachinanzva ma bhatiri kunzwa kuti rine moto here nekutosvika pakunanzva tambo dzemagetsi dzekuseri kwe stove kunzwa kuti magetsi adzoka here oti tingatye kurinanzva?
Honawo pfungwa dzembwa
Replying to @igweeboss
Zvaaakatoita izvi ndoozvimwe zviri kutoita kuti vanhu vashaye mari muhomwe nhasi coz instead of kutengesa zvinhu nekushanda vanhu vakaswera mustreet mahara
Pfungwa NGADZIVHURIKE
1
114
Replying to @igweeboss
Hapana kani marombe akangoonera dhiri rema asylum ayo
Ghost of Savimbi retweeted
Replying to @igweeboss @nelsonchamisa
I don't forget this day. Tatakamira panze pe harvest house and we asked police ikati apana munhu anomborohwa , but I noticed kuti vakunyeoa bvandaenda pane zb bank kunomira, haa vanhu vakarohwa musi uya, mumwe mudhara aitozvifambira akatsemurwa musoro
Ghost of Savimbi retweeted
Replying to @igweeboss
Anozvinetsa mfana uya apa chero muraini maanogara hawatomuziwi.
Replying to @igweeboss
Someone had to say it, thank you. Ma baddie acho anopiwa manyemwe eku poster nekungonzi wow wow softlife. Nonsense
Esther 6:3 And the king said, What honour and dignity hath been done to Mordecai for this? Then said the king's servants that ministered unto him, There is nothing done for him." May God remember @nelsonchamisa
Ghost of Savimbi retweeted
Replying to @igweeboss @TafMrs
Chamisa was cheated in both 2018 & 2023, yet some of you say he did nothing. Hasn’t ED done Chiwenga dirty by changing the Constitution through CAB3 to block his succession? With all his military connections & former positions, why couldn’t he stop it?
Ghost of Savimbi retweeted
Makati hatina plan, mukati Chiwenga na Biti vane plan, madii machiita zveplan yaChiwenga na Biti mombotisiya naChamisa tisina plan kudaro? Chiri kunetsa chii? Plan Munayo asi vanhu hamuna here?
Ghost of Savimbi retweeted
Zanupf is group of blood suckers
We know authors of our problems. Chamisa has done everything to free us. We are fighting a monster whih is blood thirsty. Zanu PF is evil. Lead us @nelsonchamisa .
At your age, Joice Mujuru was in the jungle fighting for a democratic Zimbabwe. Here you are, Monday to friday posting pictures for content.
Ghost of Savimbi retweeted
Replying to @igweeboss
That's why they will spend their lives pronouncing Chamisa's name ; haana plan, ndewe ZANU PF this and that. I bet @hwendec was nowhere near politics and @TembaMliswa waabusy disposessing white farmers of their private properties


















