Marshwede_ZW retweeted
Tsamba YaMashari kuMachinda Ehondo
Chapter 1 vs 5
Ipapo akavataurira ari pachikomo cheRandani akati , Zvino ndinoti kwauri iwe Tito muranda akatendeka . Ropa ravanakomana nevanasikana vevanhu rawadeura munyika ino nedzakapoteredza rinochema pamsoro pako rawanda . Naizvozvo svinura , upfeke hondo dzekurwa nadzo misi nenguva . Nekuti hakuna unoziva zuva iro muvengi achakupindira sembavha .
Marshwede_ZW retweeted
Scottland players playing and dancing to “Tepfu tepfu” in their dressing room after beating Caps yesterday and posting on their official page then someone from the comment section said “Ngende arikuridzwa chero kubasa kwaSpragga… 😂😂😭😭
Marshwede_ZW retweeted
Yeah mupfana uyu is talented more than what we can think of we Love Jah Luv but transition ine muface uyu and versatility 🙌🙌🙌 out of this world
Listen to this song and come back
Marshwede_ZW retweeted
The Ngende The Mambara. Baba vane ngoma hobho dzinonaka seMubhedruu. Tsvimbo yavo inogara irimutauro ichipukutwa pukutwa because haizorore. Tarenda riri apa hatina zera naro. Chinobura Hit after Hit ichii. Mukambooo 🙌🏾
Marshwede_ZW retweeted
Me in the Kombi thinking of how l can be the only survivor in case of an accident
Marshwede_ZW retweeted
A year ago today, I had the honour of exchanging ideas with the founder of @afronation. Grateful for the connections, the lessons, and the vision that keeps pushing me to dream bigger. The journey continues. 🌍🙏🏾
Marshwede_ZW retweeted
Mu Weekend umu ndakapihwawo transport nevamwe jahman vanonzi Penzura , saka ndakudzika door ravo rairamba kuvhurika , mukuru veMaWeekend vakati door rine child lock saka it activates automatically mukapinda vanhu vapfupi mumota😭😭ndakabatikana till today 🤞🤣
Collab raHulengende naMugaratia ndorichanyatso mhanyisa masalad......I really hope they collaborate in the future.
Marshwede_ZW retweeted
Masalads are destroying Jnr Spraga's career
Zim Dancehall yatoziva ndeyema Freestyle zvekwa Jah Luv
Malines saWinky D
Street lingo saSilent Killer
Izvi zvekuba mangoma evashakabvu
Haaaa SANDIZVO
That is why Hulengende is topping bro is loaded
Marshwede_ZW retweeted
PURAAA‼️
Pura ra ra ra! Yes! Mr Too Cool Himself @mugaratia is going to be LIVE at Unplugged!
He knows the debt he owes, and he’s coming to repay it in full. 😂🤭
📅 Sunday, 20 December 2026
⏰ 1PM – 10PM
📍 First Capital Bank Sports Club
🎟️ Tickets: unplugged.com | Med Orange Pharmacies | Luxe Linen Branches
🍾 $10 corkage per cooler box | No re-entry



























